Oliver 'Tuku' Mtukudzi — Murimi Munhu şarkısının şarkı sözleri ve çevirisi
Sayfa, Oliver 'Tuku' Mtukudzi adlı sanatçının "Murimi Munhu" şarkısının sözlerini ve Türkçeye çevirisini içeriyor.
Şarkı sözleri
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Murimi munhu, ivhu ivhu
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimbi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Ivhu ndoonyika
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu, nyika ivhu (ivhu ndoonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi madhara (kudya zvemurimi)
Mablazo (kudya)
Nemi magen’a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve mukuru (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve muimbi (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Şarkı sözü çevirisi
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh
Wuuuuu, çorak ayhu
Murimi munhu, ayhu ayhu
Murimi munhu.
Çorak ozhu (ozhu ndonyika)
Murimi munhu, ayhu ayhu
(Riine murimi)
Murimi munhu.
Murimi Toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana olmalı
Murimi toraka badza urime olsun, nehunyadzi hwako torarama ısu
Murimi Toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana babası olmalı
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimimi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh
Wuuuuu, çorak ayhu
Othu uyarı
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi)
Murimi munhu, çorak ayhu (ayhu Ayhika)
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi)
Murimi munhu.
Murimi Toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana olmalı
Murimi toraka badza urime olsun, nehunyadzi hwako torarama ısu
Murimi Toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana babası olmalı
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imı mafero (kudya)
Nemi etkileri (kudya zvemurimi)
Blazzo (kudya)
Nemi Magen'a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi Toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana olmalı
Murimi toraka badza urime olsun, nehunyadzi hwako torarama ısu
Murimi Toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo olmalı
Kuve mushandi (kudya)
Kana Mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve muku (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Kudya) Madzimambo)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve dalgası (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuu wuu, ahhhh